Chipfundo
Mataridziko
Chipfundo kana chifundo (skeletal joint; a knot) kureva panosangana mapfupa maviri sepabvi, pabendekete kana pagokora.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- VaNyungwe vanoti pfundo kana mapfundo (knots) kureva chipfundo.
- VaTaabwa vanoti kifundo (n. node of a tree, knots) kureva chipfundo.
- VaGanda vanoti fundikira (v. knot; tie) kureva kusunga. VaWanga vanoti eshiungo (a join).
- VaChewa vanoti mfundo kana fundo (a joint in the body, a joint; a knot, a tumor, a swelling).
- VaRundi vanoti gupfundika (to weave, knot) vachireva kuruka kana kusunga.
- Kirundi inoti gupfundikira (to cover as dish) vachireva kufugidza.
- VaRundi vanoti gupfundikwa (to be tied, woven) vachireva kusungwa kana kurukwa.
- VaGanda vanoti kifundikwa (to be tied, woven) vachireva kusungwa kana kurukwa.